Content-Length: 75667 | pFad | https://sn.wikipedia.org/wiki/Vahausa

Vahausa - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Vahausa

Kubva Wikipedia

Vahausa kana Wahausa, (Vachizviti paushoma: Bahaushe (r), Bahaushiya (k); huwandu: Hausawa uye pachinjee: Hausa; maekisonimu: Ausa; Ajami: مُوْتَانَنْ هَوْسَ) iboka reruchva rikurusa muAfurika yose. Vanotaura mutauro wavanoti Chihausa, mutauro wechipiri unotaura zvikurusa pasirose mushure me Chiarabhu mumhuri ye Mitauro ye Chiafurika-Ezhiya. Vahausa vakasiyana-siyana asi patsika vanhuvamwe vanowanikwa pakazhinji muSaheru uye mumaruwa esavhana ekuruchamhembe kwe Nayizhe uye kumaodzanyemba kwe Naijeriya wo, vanotora manumeri angasvike 83 miriyoni yehuwandu hwe vanhu. Huwandu hwavo hwunowanikwa kunyika dzinotevera sevachiza, Bhenini, Kameruni, Kote Dhi Vhwa, Chadhi, Sudhani, Rudhende rwe Afurika Yepakati, Bhurazakongo, Togo, Ghana, Eriteriya, Ghini YoMutsazanisi, Gabhoni, Senegari uye neVoGambia.









ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Vahausa

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy