Content-Length: 90556 | pFad | https://sn.wikipedia.org/wiki/Vakristu

Vakristu - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Vakristu

Kubva Wikipedia

Vakristu kana Wakristu wanhu wanotevera uye nokutenda Ukristu, chitendero cheRuabarahama chinotenda undoga wa Mwari, uye uchidzidzisa kutoodza upenyu nozvidzidziso zvaYeshua Kristu. Mashoko okuti Kristu kana Mukristu anobva kudumidzo reChikoine-Giriki rokuti Christós (Χριστός), sekushandura neno reBhaibheri rechiHebheru rokuti mashiach (מָשִׁיחַ) (iri ndiro zita rinozonzi messiah kuChingezi, muChishona richinzi Muishe kureva Muzodzwa). Kunyangwe kunekusiyana kwekutsanangura Ukristu uye nekupokana, vanhu vose vanobatana pakutenda kukosha kwaYeshua. Neno rokuti Mukristu rinoshandiswa sedudzirachiitto rinoshandiswa richisanganiswa nezvose zvinoita noUkristu kana kereke dze Chikristu, kana serushumo (proverbial) kureva "zvose zviri noble, uye zvakanaka, nokuva Sakristu." Hayina chirevo chokuti "ZvaKristu" kana "kuva nehukama kana kureva Kristu".









ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Vakristu

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy