Mutero (tax, duty, license dues) zvinoreva Mari inobhadharwa pamusoro pemutengo wakatemwa wenhumbi, zvidyo kana basa rashandwa. Mutero Imari inozoenda kuhurumende - haisi mari inosara nemunhu ari kutengesa kwete. Mutero ndiyo mari inobhadhara mabasa anoitwa nemapazi ehurumende.

Mhando dzeMutero

chinjirudza
  • Mutero weNhumbi neMishumo (Goods and Services Tax).
  • Mutero weMuhoro kana Mutero weVashandi (Income Tax).
  • Mutero weMotokari.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Baila vanoti mutelo kureva mutero. Basotho neVaVenda vanoti muthelo (n.tax) kureva mutero.
  • VaFwe vanoti ku-tera (pay tax). Bushong vanoti tela (v. to be first; to go before or in advance).
  • MaZulu vanoti intela kureva mutero. Mamwe mazwi: intelakabili (n. Double taxation) kureva kutera kaviri.
  • MaZulu vanoti umthelela (n. 1. Anything additional; reinforcement, auxiliary. 2. Subdivision, portion; offspring).
  • Kikongo inoti ntelo (a little portion added to what is bargained for, make weight. From: tela) kureva zvinowedzera pane zvatauriranwa mukutenga.
  • Barotse vanoti muketisi (n. person appointed to fix tributes, royalties - (from: -keta) kureva muteresi.
  • Takwane vanoti musoko (n tax) kureva mutero.
pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy