The Ten Commandments/Mirairo Ine Gumi: English Shona
The Ten Commandments/Mirairo Ine Gumi: English Shona
ENGLISH SHONA
You shall have no other gods before me. Usava nevamwe vaMwari kunze kwangu.
You shall make no idols.. Usazviitira mufananidzo wakavezwa kana kuti mufananidzo wechinhu chiri kudenga
kumusoro, kana wechiri panyika. Usapfugamira izvozvo kana kuzvishumira; nokuti ini Jehova
Mwari wako, ndiri Mwari une godo; ndinorova vana nokuda kwezvivi zvamadzibaba avo,
kusvikira kurudzi rwechitatu nerwechina rwavanondivenga; ndichititira nyasha vane zviuru
zvamazana vanondida vanochengeta mirairo yangu.
You shall not take the name of the Lord your God in Usareva zita raJehovha Mwari wako nhando, nokuti Jehovha haaregi kupa mhosva anoreva zita
vain.. rake nhando.
Remember the Sabbath day by keeping it holy. Rangarira zuva reSabata kuti uri chengete rive dzvene. Ubate mazuva matanhatu uite mabasa
ako ose; asi zuva rechinomwe isabata raJehovha Mwari wako; usatongobata mabasa naro, iwe,
kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana zvipfuwo zvako, kana mweni wako
uri mukati mamasuwo ako; nokuti namazuva matanhatu Jehovha wakasika denga napasi,
negungwa, nezvose zviri mukati mazvo, akazorora nezuva rechinomwe; naizvozvo Jehovha
wakaropafadza zuva reSabata akariita dzvene.
Honor your father and your mother, so that you may live Kudza baba namai vako kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari
long in the land the Lord your God is giving you. wako.
You shall not give false testimony against your neighbor. Usapupurira mumwe wako nhema.
You shall not covet your neighbor’s house. You shall not Usachiva imba yomumwe, usachiva mukadzi womumwe, kana muranda wake, kana
covet your neighbor’s wife, or his male or female servant, murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chomumwe.
his ox or donkey, or anything that belongs to your
neighbor.”
..tb2022