Content-Length: 94292 | pFad | https://sn.wikipedia.org/wiki/Mukosho

Mukosho - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Mukosho

Kubva Wikipedia


Mukosho inengo iri seri kunobuda nako dhodhi. Amwe mazita anoshandiswa anosanganidzira rekuti horo, mhata. Mukosho ndoburi rekupedzisira iro rinotangira kumuromo richibatanidzwa mukati nematumbu. Basa rare rikuru nderekuburitsa zvekudya zvinenge zvatorwa zvinosimbisa muviri mukati memudumbu. Kune vamwe vanhu vanoshandisa nhengo iyi kuwana mufadzo. Vanoshandisa kumashure uku senzvimbo yesikarudzi, vana baba vachiisa nhengo yavo imomo kuti vanakirwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti nyamuta (rectum).
  • VaNande vanoti obúnyambíro kana oluhende (anus).








ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: https://sn.wikipedia.org/wiki/Mukosho

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy