Content-Length: 164528 | pFad | http://sn.wikipedia.org/wiki/Ndira_5

Ndira 5 - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Ndira 5

Kubva Wikipedia
<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Ndira 5 musi we chishanu regore paKarenda ya Gregori; Misi/mazuva 360 asara kusvika pakupera kwegore (361 mu makore ekusvetuka).

Shure kwe ma1600

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • 1477 - Hondo ya Nancy: Charles the Bold anokundwa uye akaurayiwa mukukonana naRené II, Duke we Lorraine; Bhurugundi (Burgundy) inozova chikamu cheFuranzi.[1]
  • 1675 - Hondo ye Colmar: Mauto eFuranzi anokunda Bhurandenibhegi (Brandenburg).[2]
  • 1757 - Louis XV weFuranzi anopona pakuedza kuuraya naRobert-François Damiens, munhu wekupedzisira kuurayiwa muFuranzi nekudhirowa uye kupatsanura, nzira yechinyakare uye inotyisa yekuranga rufu inoshandiswa pakuzviuraya.[3]

1901 - ku ikozvino

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shure kwe ma1600

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • 1209 - Richard, 1st Earl we Cornwall, muchinda weChingezi, Mambo we Jerumani (d. 1272)
  • 1530 – Gaspar de Bono, mumongi we Order of the Minims (d. 1571)
  • 1548 - Francisco Suárez, muprista we chiSpanishi, muzivi, uye nyanzvi yezvechitendero (d. 1617)
  • 1587 - Xu Xiake, geographer wechichayina uye muongorori (d. 1641)
  • 1592 – Shah Jahan, Mambo Mughal (d. 1666)

1901 - ku ikozvino

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. A guide to the town of Berne, by a Cantab. 1859. p. 5.
  2. William Edwards (1952). Notes on European History: The reformation and ascendancy of France, 1494-1715. Rivingtons. p. 530.
  3. Chisholm, Hugh, ed. (1911). "Damiens, Robert François" . Encyclopædia Britannica. 7 (11th ed.). Cambridge University Press. p. 788.








ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: http://sn.wikipedia.org/wiki/Ndira_5

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy