Bonyora
Mataridziko
Bonyora chiitiko chinoitwa nemunhurume kana munhukadzi anenge abatwa nehavi yebonde, vamwe vanoti abatwa ne hosha kana zemo.Munhu anotambisa nhengo dzake dzezasi achiedzesera zvinoitika pabonde uye achifunga mundangariro dzake kuti ari kusvira kana kuti kusvirwa nemunhu waanoda. Anoramba achidaro kusvika asvika pakutunda; kuvarume zvinoreva kubudisa uronyo. Kune varume vanofarira kuchaya bonyora vachiona mifananidzo yepono.
Bonyo Mhonyo Bvonyo Kuveza Gwinya Mutsipa Gwetengwerofu Fleming's Right Hand grip rule (iya yeku Physics).