Svetuka kuchirochemo

Hanzvadzi

Kubva Wikipedia

Hanzvadzi (nge: sibling) ishoko rinoreva vanhu vaviri munhukadzi nemunhurume vakazvarwa nababa vamwechete kana kuti amai vamwechete.

  • Shoko iri rinoshandiswazve kududza vanhu vaviri munhukadzi nemunhurume vakazvarwa nemadzimai vanenge vari mukoma nemunin'ina.
  • Shoko iri rinoshandiswazve kududza vanhu vaviri musikana nemukomana vakazvarwa nemadzibaba vanenge vari mukoma nemunin'ina.

Mitauro ye Afurika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyungwe inoti m'bale (sibling; brother or sister) kureva mwana wababa kana Amai vako. Lozi inoti kaizeli (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Lunyoro inoti wanyina (n. a brother or sister) kureva hanzvadzi, mukoma kana munin'ina. VaNyoro vanoti munyanya (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Kikuyu inoti mwari wa maito (sister) vachireva hanzvadzi. Kagulu inoti dilumbu (n. reciprocal term meaning opposite sex sibling) kureva hanzvadzi.
  • Chuwabo vanoti murogori kana arogori (n. opposite sex sibling) kureva hanzvadzi. C'Lela vanoti hà̱nù (n. brother, sister, relative, sibling).
  • Kinande inoti obubhóndê (n. the relation of brothers and sisters, a spouse), hukama pakati pehanzvadzi kana vakaroorana.
pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy