Svetuka kuchirochemo

Nyamukuta

Kubva Wikipedia

Nyamukuta kana muchingi (midwife) munhu anoita basa rokubata nemadzimai panguva yokunge vari kuzvara mwana achibuda. Ana nyamukuta vanovamba nezvidzidzo zvokuva mukoti vachizowedzera kuti vaite mabasa ekusunungutsa madzimai.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Shilluk inoti gam (receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
  • Shilluk vanoti gäämi (n. midwife) kureva nyamukuta. Swahili vanoti mzalisha wazalisha (midwife) kureva nyamukuta.
  • Herero vanoti okukuta kana kuta (v. to bind, fetter, fasten, to bundle, tie together).
  • Nyaneka inoti okukuta (v. tie, bind, fasten, band, attach).
pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy