Svetuka kuchirochemo

Ujudha

Kubva Wikipedia

Ujudha kana Uyehudha (kureva chinamato chechiHebheru ;Chihebheru: יַהֲדוּת‎‎ Yahăḏūṯ) chinamato che Uabarahama, chinotenda Mwari mumwecheta, cheVajudha - semunhoroondo ruvambo rwe Chijudha wakatanga muAfurika uye nekuMaodzanyembaemabvazuva eAfurika (kana Mabvazuva Epakati munguva yanhasi). Vajudha nhasi vanowanikwa munzvimbo idzi, nekusanganisa nyika yedu ye Zimbabwe kunogara Varemba ne Vasena uyezve mamwe mapoka senge, Vakalanga, Vavhenda uye ne Vakaranga vakasanganisana navo.

Chijudha ndicho chakaunza kutanga kwe Ukristu ne Uyisalama, ndekuda kwa Abarahama akasarurwa na Mwari kuti dzinza rake ndiro raizobarwa Muishe Yesu Kristu mukororo waMwari.

pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy