Chi Rem Ware Mwa
Chi Rem Ware Mwa
Story by
Mai LEX
№ +27 ⁶⁵ ⁸⁴⁰ ⁷¹⁰³
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
Pdf by VaDeny...
📘 Book ¹⁴
Chapter *1*
Ndakangonyemwerera ndakamutarisa
iye akabva ati "ohh babe , ko
watodzoka?"
Ndokubva vati
"she is just a child, haatombozive kuti
hatina hukama sezvo achingonzwa
muchinditi bamunini.
Please batai ne apa muzowana
kumutengera chidhori chaanoda "
vaidero vachinditambidza mari
yakatowanda yekuti ndaikwanisa
kubhadharira Monalisa mwedzi wese
kuti akwire mumota yavo.
Vakati
"inga varatidza rudo.
Wotozoyenda na Lisa kumashops
andotenga zvaanoda pamari yacho yese
"
Ndakanyemwererawo ndokubva
ndazoyenda kuna Lisa, ndaida
kundomupa present yake uye
kumuvudza nezvemari yandanga
ndapiwa na bamunini.
Ndakangoverenga mari
ndichinyemwerera,
Nyenge aitopenga chete.
Yaitove mari inokwana kutenga cake
ikasara change zvekuti ndakanzwa
mufaro uchiwedzera.
Ndega ndakanyatsovona kuti Nyenge
anondida.
Takambotandara kwechinguva
ndichifunga kuti zvimwe Nyenge
achaoneka.
Ndakavona akanyatsogarisika zvake
kuratidza kuti akanga asiri kutarisira
kuyenda nekukurumidza.
Stay tuned
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *2*
Vakandiradzika pamubhedha
ndokundiita zvinogara zvakadero.
Ndakazongoti
"ndinototi mazviita kwamuri
Marombedze, ndimi marwa mumire"
ndaidero ndichinyatsovapukuta kusvika
ndavona kuti vachena.
Ndakazotaura ndichiti
"don't mind her honey.
Nyenge haasi kuzvibvuma kuti
kusayenda kubasa kwamuri kuita hakusi
kuda kwenyu.
Anongofunga kuti zvimwe munoda kuti
ndikushandirei makagara.
Trust me mudiwa wangu, she is not that
bad as you think.
Chandakavona paari, anondida
zvakanyanya haatombode kuvona
ndichishungurudzika."
Ndikabva ndati
" I love you more Marombedze"
Ndikati "hongu"
"Why?" Ndakabvunza
Akati
"akanyanyoomera stereki, do you know
kuti ndakamukumbira mari shoma
shoma yekuisiswa manails akandiudza
kuti ndiri so expensive haangandigone.
Ndanga ndagara ndichida kumuramba
ndatomubatira pakundishoora kwaaita."
Ndakazongotaura ndichiti
"how can you demand such amount,
pazvinhu zvisina basa nhai Nyenge.
Unofunga kuti mari inodonha kubva
mumuti here ?"
"Anoda nezvangu anofanira kuita zvese
zvandinoda shaa.
Inini ndasiyana newe kaa wajaira
kuitiswa nechidzumunyu chako chiye..
Vakadzi tiri so special tinofanira
kuremekedzwa wangu " akadero
Ndikati
"how many times did I warn you
nekahunhu kako kekundishoorera
sarudzo yangu Nyenge.? Zvakare
kupiwa mari hakusi kuremekedzwa ziva
izvozvo please change your behavior
when it comes to my Hubby I'm begging
you"
"Nyarara hauna chaunoziva.
Wajaira kuitiswa ka iwewe
handingakutevedzere" akazodero ava
kuvhura shop, sezvo ma keys achigara
nawo
End of chapter 2
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S *vasati vawana
runaway bride from 1 to37 pindai umu
ndinoisa nhs
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *3*
*NYENGE*
Ndakapindura ndichiti
"maziso angu haasi kunyatsoita
zvakanaka, ndambozama kugara
pamachine manje ndavona kuti handina
zvisvinu zvandingasona ndingatoguma
ndazvibaya netsono" ndayidero
ndichitanga kufamba.
Akabvunza achiti
"are you sure ndizvo zvaunoda ?"
"Hongu ndizvo" ndaidero
ndichitowedzera kuzhadabuda
makumbo.
Ndazotaura ndichiti
"Ita uvuye shaa urikutambisa nguva "
ndakadero ndichinzwa kunonokerwa.
Akakumura mbatya ndokuvuya
pandaive, pandakati ndimubvise nduwe
ndakabatwa nesetswa ndichiona zvaive
mukati mebhurugwa rake.
Ayisave zvake nekadora asi nekuda
kwekuti zvandakavona hazvisi izvo
zvandaitarisira ndakataura ndichiti
"saka nhaiwe unondiudza kuti wavuya
netwumapepa utwu kuti upfekere
pachidora ichocho here?"
End of chapter 3
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *4*
*MAI MAROMBEDZE*
Ndakamhanya ndichindomubetsera
kumuka , ndichiti "you are not fine
Nyenge, wambomwa chero ma pain
killer here iwewe?" Ndaidero ndichi
tester temperature neruvoko.
Pavakazongondikotamisa ndakaita
kunge ndava kubuda shavi nekunakirwa.
Ndakatozoyeuka kuti hatisi tega pamba,
tatopedza mutambo.
End of Chapter 4
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *5*
*MAROMBEDZE*
Ndakanyatsovhomora bhande ,
ndokubva ndatanga kumudzudzunga.
Ndakamurova kusvika ndava kunzwa
kuti zvaringana.
Akatanga achichema kusvika ava
kungogomera ari pa floor.
Ndakamumbundira ndichiti
"ko zvawangodzosera nhai zimhandara
rangu"
Ndakanzwa achiti
"how could you baba Lisa !?"
Ndakaseka ndokuti
"Wakatsamweiko nhai Lizzy, zvekusvika
pakurasira ruvoko rwangu kure
kudero?".
Ndikati
"please remind me chipondamoyo
changu, handina kana chandiri kuziva
inini"
Ataura achiti
"Siyai kundibata Marombedze, kana
muchitoda izvozvo munofanira kutanga
mayenda kuna Nyenge mondokumbira
ruregerero ndiko kuti tiwane rugare
mumba muno. "
End of chapter 5
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *6*
*NYENGE*
Ndikati
"anoziva chokwadi ndiwe.
Inini chandinoda kukuvudza ndechekuti
iyi haipere yakadai.
Kutaura kuno ndiri kutoyenda
kumapurisa kundomhan'ara nezvenyaya
iyi." ndakadero ndava kunyepedzera
kufamba
Ndikati
"Nyaya yacho haibatike ndosaka
ndafunga kuyiendesa kumapurisa."
Murume wako achipinda mumba ,
angosheedzera kuti
"surprise "
Ndakabidirika ndabidirikazve
ndichifunga nezva Marombedze.
Ndakanzwisisa kuti sei Laiza
achingomurumbidza pese pese.
Kundirova kwaaive ayita akandiratidza
kuti mu hard, haangobvume zvese zvese
zvinova zvakandipa kuwedzera kumuda.
Inini kubva ndichikura ndayivimba
nerekuti runako rwevarume rwuri
muhomwe.
Handina kumbobvira ndakada munhu
asina mari, zvekuti Marombedze
ndayisave nebasa naye. Chandaitoda
kuti Laiza amusiye nenhamo yake
atsvake umwe anokwanisa
kumuchengeta todya tese.
Manje nezvese zvaakazondivudza aiwa
ndava kushandira kuti Laiza achisiira
inini murume wake.
Ndichashanda nesimba kusvika zvaita.
Marombedze anofanira kutozvivona
kuti pana Laiza akaita mistake chaiyo,
ndichavona kuti ndozvifambisa sei.
Inini ndega ndini ndine kodzero yekuva
mai Marombedze kwete Laiza.
Semunhu aida kumukira kubasa
ndakakurumidza kurara.
End of chapter 6
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *7*
*MAI MAROMBEDZE*
Vakabva vati
"kundokumbira ruregerero, i realize kuti
ndakakutadzira kwazvo kukurovera
shamwari yako yepamoyo saka ndava
kuyenda kundozadzisa zvishuviro
zvemoyo wako."
Ndikati
"not really, kungoti iye Nyenge ndiye
akati pasina kumukumbira ruregerero ,
hushamwari hahwungayenderere
kumberi"
"Exactly ndosaka iniwo ndasarudza kuti
ndinokumbirawo ruregerero kuti pakati
penyu parege kuva nekupokana."
Vakataura kudero
Ndikabva ndati
"are you sure daddy kuti murikuita izvi
mune mufaro?"
"Haumboudye ndichirarama,
ndichazama nepandinogona napo
kutsvaka mari kuti iwewe na Lisa
musafa nenzara"
Vakataura vachiti
"chizosiira zvese kwandiri
Kana ndikazokundikana tinoyenda
kumusha tondorima , Lisa tomuyendesa
kuchikoro che government.
Zvitori nane kuti tigare zvedu tisina
chatinacho asi tine mufaro mumba
medu.
Ndinokuvimbisa kuti hazvizomborambe
zvakadero, rangarira inini murume wako
ndiri professional engineer. Anytime
basa rinomuka, rugare rwugotanga futi
kutandavara mumba medu"
Vakabva vati
"hongu, Kwakanaka kwazvo ndine
zvandiri kuzviitira"
"Zvei ?" Ndakabvunza ndisinganzwisise
nyaya yavo.
Varaidzo akazoti
"kwakanaka here Theresa kwaunosvika
uchitaura zvisina nebasa rese.
Kana dai wainyatsogona zvemumba
ungadai wakasiiwa nemurume here
nevana vaviri vese ?"
End of Chapter 7
Stay tuned
Timbopawo muvono wedu ku comment
section.
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *8*
*MAROMBEDZE*
"Makadini Nyamanza?"
Ndichatodero.
Ndakazoonekana navo sezvo ndaive
ndasvika pabasa pangu.
Ndichisvika ndakarurama
kwandaichinjira ndokubva ndapfeka
dzebasa.
Vakaseka ndokuti
"Marombedze muri kuti kugadzira
magetsi kucheka maruva here ?"
Ndakapindura ndichiti
"ndinoziva magetsi zvakanyanyisa,
chandinokumbira ndechekuti
munditengere....." ndayidero ndichitaura
zvacho zvandaida pakuzogadzira
magetsi acho.
Ndakapindura ndichiti
"Ndine mhuri inoda kudya boss.
Ndaimbove ndakagara ndichifunga kuti
tichasheedzwa nekukurumidza manje
ndiri kutovona kuti gore rava kutopera
pasina zvabuda. Rehu garden irori ndiro
rakamuka ndikati ndibve
ndatongotamba irikurira."
"Saka pa 6 months idzi wanga
uchirarama sei mudhorobha muno
iwewe usingashande?" Vakabvunza
"Hongu ndinoyiziva.
Mazuva ano ndiyo ka ine chimuti
munyika medu muno"
"Ichokwadi ichocho.
Nhasi chaiko ndichazama kutaura navo
pamusoro pako, tava nenguva
tichizivana saka ndine chivimbo
chekuti kana ukanyora Cv rako rakanaka
uye ma qualifications ako
havazombotadze kukutora"
"Really?"
Akati "kubasa"
End of chapter 8
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *9*
*Amai MAROMBEDZE*
Nyenge ndokuti
"your father is a monster sweetheart
vanokodzera kutorwa nemapurisa
vambondopiwa mutongo yavo
inovakodzera.
Tarisa kurova kwavaita amai vako ,
kukwatanura muviri wese kunge vairova
mbavha kudaro "
Lisa akatanga kuchema ndokutaura
achiti "please aunt Nyenge
ndinokumbirawo musasungisa baba
vangu?"
End of chapter 9
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *10*
*NYENGE*
Ndakazvivudza kuti
" kana asingakwanise kundipa mukana ,
kureva kuti haafanire kugarawo
nemukadzi wake zvakanaka.
Laiza ayifanira kutovawo single seni.
Zvake zvekuti Marombedze this,
Marombedze that zvayitofanira
kuchipera. Handito innocent
anondisheedza zvake kuti
Chiremwaremwa aiwa ndinofanira
kumuratidza kuti zvedi akanga asina
kuvona. Inini handifare kana umwe
munhu achibudirira , ndinoona kunge
ndinenge ndakundikana"
Ndikati
"hongu my friend, hatina kana
patakamboresva.
Kunongova kuvasungisa kwezvimazuva
then tozoita kuti vabude.
Uchavona kuti pavanobuda
havazombofe vakakuisa ruvoko zvekare
vanenge vava munhu kwaye.
Pane zvese ndinoda kuti undivimbe
shamwari yangu, uchavona zvese
zvichafamba zvakanaka.
Ndinokuvimbisa kuti pachadzoka
Marombedze muchange masuwana
zvekuti muchange mava kugara
nemufaro usingapere mumba menyu.
Riri se Gupta ravo Theresa aiwa musiire
kwandiri zvekuita nazvo kwaari ndinazvo.
Handishaiwisirwe shamwari mufaro
ndichivona inini "
Ndakanyatsokanga ndokupakura.
Ndichipedza kugadzika pa table
ndakayenda kundonokera Lisa kuti
azodya.
Akataura achiti
"handidye chikafu pasina baba vangu"
Akabva ati
"baba va baba Lisa.
Ivavo chero vari vega pasina vedare
vanogona kungondirongedzesa ma
bhegi nokuti mukweguri ane musoro
wakaoma.
Nhasi chaiko rinofanira kudoka baba
Lisa tavabuditsa mujere"
End of chapter 10
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *11*
*MAROMBEDZE*
Mr Mashingaidze vakazoti
"Indeed she is so clever"
Takazokwazisana, Mr Mashingaidze
ndokuzozivisa Mr Alex kuti ndini
Innocent wacho.
End of chapter 11
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *12*
*MAI MAROMBEDZE*
Vakazosara kuti
"hongu inini ndava kutobutsa panze"
Akazobvunza achiti
"sei muchiti ndinodanana nemurume
wenyu?"
End of chapter 12
Stay tuned.
CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Munhu wese achaverenga book iri
ndokumbirawo muite follow pa link
channel redu.
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *13*
*MAROMBEDZE*
Kana vada zvavo Mwari hakuna
chinoramba.
Pandayiitiswa interview
ndayinyatsovhura nzeve kuti nditeere
mibvunzo.
Pane zvese zvandayibvunzwa hapana
chaive chitsva saka
ndakanyatsodonongodza zvakapa kuti
Mr Alex vanyemwerere.
Vakazotaura vachiti "now ndava
kunzwisisa kuti sei Lisa akachenjera
kudero, mhembwe rudzi nhai"
Ndakabva pa window
ndokundovagamuchira ndichiti
"titambire Nyamanza ko ndimi madai
mutitsika?" Ndayidero ndichivamhoresa
muruvoko
"Munogamuchireiko vanhu
vanongozvifambira nhai Marombedze"
vakadero vachindogara pasi
Ndikabva ndati
"hupenyu sekuru, ko mavawanepiko
amai vekwangu ava.
Zvandanguva ndanzwa nekuvatsvaka?"
Ndayidero ndichiyenda kuna Mai Lisa
uyo akanga akangomira pamusuwo
achihuta.
Vakatozotaura vachiti
"Ndinoti makorokoto nekuwedzera
mhuri Marombedze " vaidero
vachindikwazisa kuratidza kufarira
nyaya yenhumbu.
Ndakangonyemwerera ndichiti
"Tinokudza Ishe, vakavona
zvakakodzera kutipa imwe mhonzi"
Inini ndikazoti
"ngatimutsanei mangwana Nyamanza"
Ndakabvunza ndichiti
"asi nhasi hamuyende kubasa amai ?"
Havana zvavakazombotaura
zvakawanda vazongoti "chisarai
zvakanaka Marombedze, ndinovimba
manzwa zvandareva.
Mukadzi ndewenyu, asi chizogarai
makaisa ziso renyu paari kuti muvone
nzira dzaari kufamba"
End of chapter 13
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
№ +27 ⁶⁵ ⁸⁴⁰ ⁷¹⁰³
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *14*
MAI MAROMBEDZE
Semunhu akakura achirarama upenyu
hwakaoma nekuda kwekurerwa pasina
vabereki ndakazvivudza kuti
"upenyu hwekudya nhoko dzezvironda
hahwungave hwangu"
Ndakataura ndichiti
"don't worry ndinofamba ndega "
ndayidero ndichitofamba kupinda
musikiro medu.
Vakati
"zvese zvichanaka mudzimai wangu ,
vimba neni murume wako"
"Aiwa zvakanaka.
Neniwo mazuva ano ndiri kungonzwa
kuneta neta chaiko, ii dai zvarega
kudero"
ndakataura ndichitosimuka pandaive
ndakagara ndokubva ndatambira dress
randaitambidzwa ndokuriisa pabed
pakare ndokumbomhanya kuno geza
mdakangoita mugezagwenhure sezvo
ndaisada kunonoka kundonzwisisa
nezvekurukutika kwenyama dzangu
kwachiremba.
Ndikati
" kwete ndinokumbirawo mundimirire
kunze kuno ndinoda ndinotaura na boss
vangu pangu ndega"
Ndikabva ndati
"hongu.
Muchindivona ndakadai ndakazvitakura
saka nhumbu irikumbopota
ichindirwarisa ndosaka ndasarudza
kumbosiya zvekushanda.
Ndichazodzoka kana ndabetserwa
ndokunge hwuri upenyu"
Akabva ati
"Aiwa tendai Mwari akakupai murume
chaiye " akadero achinyemwerera
achiratidza kusambova nedaka neni.
Akazoyenda paive na baba Lisa
ndokutaura achiti
"Congratulations Mr Marombedze,
ndinokumbirawo muzondichengetera
sahwira wangu." ayidero achitoyenda
kwaive kwayenda Theresa.
Nekuziva kwandinoita Nyenge
ndakatoshamisika, kuti kungoyenda
asina zvizhinji zvaataura Nyenge chaiye.
Ndakaramba ndakatarisa kwaaive
ndichinzwa ka moyo kurwadza.
Pachokwadi ndakanga ndatomusuwa,
chero hug chaiyo akanga asina
kumbondipa kuratidza kuti kubva
zvandakamuudza kuti ambosuduruka
pandiri akanga akazvigamuchira"
Ndakangonyepedzera kunyemwerera
ndokuti "ndingasuwa munhu wandiri
kuvona here?"
Ndakavhuna kamushamhu
kanoyenderana naye ndokudzokera
mukati.
Ndakataimira baba vake vari
kubedroom ndokubva ndamuvingira.
Ndichisvika ndakataura ndichiti
"urikuzama kuita sei Lisa, sarinhi iwewe
uchitadza kundimhoresa kana
wandivona"
End of chapter 14
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *15*
*NYENGE*
Ndakazvivudza kuti
"kana ayizoramba kuvuya ndaizobvuma
pane vaindinyenga mu group rema
singles and searching randaive.
Kungoti inini ndichiri mutano ndinotya
chirwere ndosaka zvangu
ndisingangobvume kudanana nemunhu
wese wese.
Ndichisvika kumba ndakanyatsopinda
mu shower kugeza , sezvo ndayida
kuzombowana nguva yekuisa make up
kuti ndigozvirota ma pictures
ekutumira mugroup.
Kusatopindura kwa Clive handi
ayitoratidza kuti aive asingade kuvuya.
Ndaida kutotsvaka zvitsva
nekukurumidza, kuredzva nguva ndiko
kwandaisada.
Ndikati
"Ndinotaura newe ndisina kupfeka
mbatya unovona zvichibuda here
izvozvo ?" Ndakabvunza akati
Akati
"kungokuvonesa kuti iwewe hauna kana
basa.
Chero ukatozumbura mbatya dzese
ukamira apa urichiberekerwo
handimbonzwe moyo nokuti , kutanga
hauna kushambidzika.
Zvekare unogona uchitove nenjovhera
hautembeki zvako"
Ndikati
"Une chokwadi nazvo?"
"100%" akapindura
"Handitambe ndichidero.
Kubva ndichibuda mudumbu raamai
vangu ndiri mutano, now ndava ne 33yrs
handirware ndozotanga kurwariswa
newe aiwa handibate kuita hutsvina
hwakadero " ndakataura kudero
ndichitopfeka mbatya dzangu.
Ndichipedza akandibata ruvoko
ndokutaura kuti "handei"
Akati
"kuti tiitwe ma tests ka ugutsikane ,
handi urikundivharira kunze here "
Achidero ndakava nemufaro, nekuti inini
ndaitodawo yakadero kuti ndizokwanisa
kuita nhumbu.
Zvekucharamba ndichakundwa na
Laiza ndakanga ndisisade.
Akaseka achiti
"ndokuziva zvee iwewe hauna kana
matyira unogona kungosenga shop yese.
Kushanda kunorwadza uku mari
hayinhongwe"
Ndikati
"aiwa nezvandavona apa handifunge
kudero"
Akazoti
"The fact yekungoti ndiri kurova
pandinonyatsoziva kuti pakachena ndiyo
yandipa kuti ndinakirwe nekuti njere
dzanga dziri panzvimbo.
Plus ndanga ndagarisa shaa handaikona,
uye newevo ka tightness karipo.
Kuzvichengetedza here kana kuti
wageza nemvura yemu fridge kuti
kudzokedzane nekuti zvimubato hakuna
zveuku, ndayizoti pamwe ndizvo zvanga
zvichiita basa"
Akazotaura achiti
"do you know i love you Nyenge?"
Akadero akarova ma serious
Ndakataura ndichiti
"unoda munhu here iwewe Clive, kana
kuti kungonakirwa nekutaura manzwi?"
Akabva ati
"hongu ndinotokuda nemoyo wangu
wese.
Kungoti une kahunhu kandisingafarire
chete ndosaka chero pawakati ndisiyane
newe ndisina zvangu kuda
kukunyengerera asi mumoyo
ndayitotsva"
End of chapter 15
Stay tuned
😀😀 Chaitweiko Chiremwaremwa
chedu anhuwoye
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Munhu wese achaverenga book iri
ndokumbirawo muite follow pa link
channel redu.
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Chapter *16*
*NYENGE*
Regai Laiza aive oita kunge dzisina
kukwana kungowawata nyaya dzake.
Aiwa ndakanzwisisa nyaya yacho
pandakanzwa kupunani kuchidziya
mushure mekunge Clive aisa rurimi.
Ndakatanga ndichimboshama muromo
ndakazvaura maziso , teverere
kushinyira.
Ndakambozama kunyarara asi
ndakakundikana , ndakapedzisira ndava
kuridza mhere yekunakirwa.
Achiburuka ndakamumbundira
ndokutaura ndichiti "thank you so much
mu smile keeper , wandipa mufaro"
"It's okay babe, ndinonzwa kufara kuti
ndakugonera. Ndine hurombo kuti
handinawo mudziyo muhombe
ndingadai ndakusvitsa chaipo chaipo"
akadero achiratidza kusurukirwa
Ndakazotaura ndichiti
"thank you so much nekundidya
kupunani, yaingove shuviro yangu
zvekuti ndanyatsonakirwa"
Ndakanyatsosanganisa ne original
Vaseline sekuvudzwa kwandainge
ndazviitwa ndokutotanga kuzora.
Zvayibaya baya , zvichitekenyedzera
ende chandakafarira ndechekuti
"Clive ayive akabuda nebasa saka
ndaizokwanisa kuita nyaya dzangu
pasina zvibingiridzo.
Ndakangonyemwerera ndikati
"urikuvonei , kunge ndayisaziva"
Akabva ati "ndiri kuvona kunge
zvimubato zvirikutanga kumera "
Akabva ati
"zvinotikoshera zvinhu zviya kwatiri
isusu varume.
Kungoti ukawana mudzimai wako asina
unozongogamuchira zvinenge zviripo
nekuda kwekumuda , but hazvirevi kuti
kamoyo hakatomboshuve kupinda pane
mibato."
Akati
"Ko ndopanokoka ma feelings ese kaa ,
uchivona kuita kachuru munhu
akapfeka chivharangozi.
Paunozochibvisa unenge watoparara
wotangawo kutamba netunzeve
zvonyatsoendeka"
"Ndakunzwai tembo ndosaka
ndichitsungirira kuti rudo rwedu rwurege
kuparara."
"Mwedzi mingani?"
Akabva ati
"Handina mufaro Nyenge, Marombedze
vari ku..."
Ndakakurumidza kumudamburira
panzira ndokubva ndataura ndichiti
"Not today shaa , i am so busy ende
handide kunzwa nyaya dzekumba
kwako saka ndinokumbirawo uyende "
"Handina chekunzwa.
Iwewe enda unoterera murume wako he
is a good guy haambofe akakuitisa
zvisiri izvo"
"Chokwadi" ndakadero
ndichizvimanikidza kunyemwerera
"Handichakubuditse.
Chitora mango idzi ufambe uchidya"
ndayidero ndichitodzisuka
ndokumutambidza
Ndikanzwa achiti
"I am in my girl, imarii yauri
kundibhadhara ?"
End of chapter 16
Stay tuned
Vanonzwira Laiza hasha, let's gather ku
comment section, vanhu vadzidze
zvinokoshera kuva nehana kana uri
mumba.
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Story by
mªi *£ex*
📘 *Book ¹⁴*
Chapter *17*
*MAROMBEDZE**
"Wotongomuvimbisa kuti
hauchazvipamhe zvekare . Mwana
mudiki haazomborambe akaoma moyo"
"Thank you daddy nekundivonesa,
pasina kundituka"
Ndakangonyemwerera ndokutaura
ndichiti "kungozama zama, kuti zvimwe
zvingaitawo"
Aiwa hamusi kuzama murikutogona
imimi.
Ndavona nekwamabva uko kuti
manyatsobata basa zvichatipa ma rates
akawanda isusu ve *Taqon electrico*
chero ma customers achatowanda
kana mukaramba muchishanda seizvi.
Ndikabva ndati
"hapana chakaipa mai mwana. Sezvo
mwedzi uno tisina ma school fees
issues, ndinoona zvakanaka kuti pane
yandatambira iyi toisa ku rent imwe
totenga chikafu chinotipedzera mwedzi.
Then inosara tosungirira kuitira pane
yandichahora mwedzi unovuya tobva
tayenda kumusha kundotsvaka munda
kwawo wekuti tizomisa musha wedu.
Rangarira patakapiwa nana baba pane
rukangarahwe hapaite kurima ,
hatingamboverenge kuti tine munda
zvoda kuti titenge pedu" ndayidero
ndichiverenga mari ndichitoisa imwe
neimwe pakafanira ichiyenderana
nezvayaida kuzoshanda.
End of chapter 17
Stay tuned.
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Munhu wese achaverenga book iri
ndokumbirawo muite follow pa link
channel redu.
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *18*
*MAI MAROMBEDZE*
Zvokwadi ndongoramba
ndichiraramiswa chinyakare kuti
zvambonyanyo kuita seiko.
Sometimes ndava kunzwisisa kuti
Nyenge ayirevei paayiti baba Lisa
vakazara chihurombe mumusoro.
Nemazakwatira emari yavanohora
munhu ongoramba achitaura zve
kumaruzevha aiwa ndaisazvitendera
izvozvo.
Ndakanzwa vachiti
"hapana chakaipa regai ndizozvivona
ndadzoka kubva kubasa." Vayidero
vachitobereka chi bhegi chavo.
Vakazondipa mari yavakataura kuti
"kana pane zvandiri kushota
zvandingangoda kutenga ndibve
ndazotenga"
Akabva apindura.
Ndakanzwa vachiti
"ndinofara zvangu manga marova
chose. Pamwedzi miviri dzandisina
kukuvonai mabva maita chinguruve
kudai asi manga makayenda kumhiri
mwemakungwa here ?"
Ndokubva vazoti
"urisei muviri, zvekare arisei mwana
wedu mudumbu?" Vayidero vachikisa
dumbu rangu.
Ndakangonyemwerera ndokubva ndati
"mwana aswera zvake , ndine chokwadi
kuti pa mwedzi unotevera anenge ava
kutangawo ku kava kava"
Ndakataura ndichiti
"i am very sorry daddy, ndinokuvimbisai
kuti handichazvipamhe zvekare. Kungoti
ndanga ndakatsamwa chete kuti sei
makasarudza kuita zvinhu zvenyu mega
hamunawo kana mari yamakandipa
saamai vemusha"
Akabva ati
"hongu ndinayo, ine vhiki nhatu.
Ndiyo yakaita kuti nditengerwe
muchovha na dadie"
Ndakazotaura ndichiti
"Regedza ndichidzokera dear, ndanga
ndavuya kuzongonzwisisa kana mota iri
yako zvechokwadi ndiwane
kukukorokotedza" ndakadero
Akabva ati
"hongu imba best, daddy
vakandivimbisa kudero.
Vakati havade kuti mwana wavo kana
azvarwa akurire mu location muno.
Zvikafamba zvakanaka tichange tave
kugara kune vanhu vane mari tichiri
kumbosarudza kuti toyenda kupi"
End of chapter 18
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
Munhu wese achaverenga book iri
ndokumbirawo muite follow pa link
channel redu.
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *19*
*MAROMBEDZE*
Kare ndayimbofunga kuti zvimwe
Nyenge Chiremwaremwa asi
ndakazonyatsocherechedza ndikavona
kuti
" kwete, wangu mukadzi ndiye
Chiremwaremwa nokuti haazive
zvaanoda anongochinja chinja kunge
weather.
Pamwe anomuka akafara, rinotevera
obva atotanga kufinyamisa kumeso."
Vakati
"nokuti anoda upenyu hwepamusoro,
kuzoyenda nekuyenda anogona
kukuparika mukadzi uye handimuvimbe
zvangu " vakadero ndikabva ndati
Ndikati
"kuti ndive murume zvandiri nhasi uno
ndimi Nyamhanza.
Makandidzidzisa kuva murume
akapangama, zvekare ane rudo anoda
mhuri yake.
Musha wangu haungaparare kana imimi
sekuru muripo izvozvo ndinozviramba"
ndakadero ndichikata foni yangu nokuti
ndayitonzwa kuda kubuda misodzi.
Shungu dzaive dzakandiwandira kwazvo
nokuti zvandaida zvairamba kuyitika.
End of chapter 19
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *20*
*MAI MAROMBEDZE*
Ndichisvika ndakasvotwa na
Marombedze, vachinyepedzera kupusa.
Kutoda kundibata bata kuda vayifunga
kuti handina chandayiziva , aiwa
ndakavasundira kure.
Ndayinyatsokunzwa moyo wangu une
kushungurudzika kukuru kwazvo zvekuti
ndainzwa kuvavenga.
Vakabva vati
"Iwewe kusafara mazvokuda ako.
Ndinovimba ndakambokuudza kuti
usiyane neshamwari yako asi
wakanditora kunge ndinopenga.
Wakaisa zvitanda munzeve , ndokubva
wayenderera kumberi nekutamba naye
wakazviitirei?"
"Shamwari yamuri kutaura nezvayo
ndeyipi ?" ndakabvunza kunge
ndayisaziva munhu wavaireva.
Ipapo vakati
"Ndipe foni yako" vakadero ndikabva
ndavatambidza.
Vakataura kuti
"Lisa haafanire kuziva zviri kuitika saka
tinofanira kubuda achakatorara"
vayidero vachinyora chitsamba.
Ndakadongorera ndikavona chine
maringe nekuti, Lisa kana amuka
asazokahaadzika nekusatiwana pamba.
Ndakanyatsofungisisa nezvemashoko
andaive ndakanzwa Varaidzo achitaura
ekuti
"mai Lisa varikuda kuyendeswa
kumusha ndikavona kuti manzwi ake
akanga ava kuda kuzadziswa"
Imwe pfungwa yakavuya zvekare yekuti
"Ndinogona ndakamhanyisa kutuka
murume wangu pamwe haana
zvaanotozivawo"
"Ko Lisa?"
Vakasekerera ndokuti
"kutoshamiswa zvangu nezvandiri
kuvona"
Vakataura vachiti
" inga makapinzwa munguva yakaoma
Marombedze.
Maita zvakanaka chose kutanga mauya
nekwandiri" vayidero vachinditarisa inini
ndakabva ndatarisa pasi.
Ndakazonzwa vachiti
"handina kumbobvira ndakafunga kuti
muzukuru wangu wandakarera neangu
mavoko angaita zvinhu zvakadero.
Aiwa ndinokutenderai zvenyu kuti
mumbomusiya.
Ndichazama nepandinogona napo
kutaura naye , kana mukavona
akazotadza kunzwisisa zvekare aiwa
zvemusha zvinenge zvatomuramba"
Marombedze vakazoti
"Zvandiri kuita izvi ndiri kuitira tese
mukadzi wangu.
Ndinozviziva kuti parizvino hauna kana
chauri kunzwisisa asi nekuzofamba
kwenguva uchanyatsovona kuti inini
murume wako handina kana zuva rimwe
randakakuitira hutsinye."
Vakabuditsa mari yakati kuti ndokubva
vanditambidza vachiti
"wosara uchitenga zvaunoda mudiwa
wangu, ndinokuvimbisa kuti ndinouya
kuzokutora kusiri kare" vayidero
vachipfugama.
Vakabva vati
"handina kumbokutsamwira inini.
Chandaneta nacho kuti tiwirirane
kwenguva shoma totanga futi kumarana
pasina nenyaya." vakazodero
vachiyenda kwaiye na Lisa
ndokundoonekana naye.
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
From chapter 1 kusvika patiri pindai
umu risati razara.
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *21*
*NYENGE*
Ndakashinyira ndashinyirazve.
Zvaayindiita zvayaindi turner on
nekukurumidza, zvekuti ndakazosvika
pakugwinha.
Aiwa Clive ainyatsondigonera, apa iyewo
ku side kwake zvakanga zvicharemera
kumusoro setsvimbo.
Ma work outs ayiita chose , asi
ayiratidza kuti ayinonoka nokuti kasinhi
kaingokura zvishoma nezvishoma
kakanga kasati kanyatsoti dyo-o
pandinoda.
"Ndirikubetsera Marombedze
nechifambiso sezvo vane dzavari
kutsikisa.
Kutanga ndakandosiya mudzimai wavo
kumusha kwavo, nhasi uno tanga
tichimbobva mumaruzevha mavanga
varikundobhadhara mari ye munda "
Ndakaseka ndikati
"kwana iwewe , kune munhu angarwara
akasvika here kudai?"
Akaseka ndokuti
"hakuna murume akanaka Nyenge , dai
wangoti ndakashambidzika
ndayizotenderana newe"
"Ndimi vanani?"
End of chapter 21
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *22*
*MAROMBEDZE*
Ndikanzwa vachiti
"mungaita basa " vayidero vachiyenda.
Akabva ati
"usatombotya , ramba uchishanda
mushandiro wako uya unosvika chete
patiri.
So tell me inyaya yei yawaratidza
kukoshesa zvekuramba kutaura pafoni?"
Ndakamunzwa achiti
"ahh Inno kugara kwese handina
kumboziva kuti ndiwe Marombedze wa
mai Marombedze ka inini" ayidero
achindi shaker ruvoko
Ndakataura ndichiti
"sorry Clive i didn't mean kukushorera
munhu wako, asi kuti kutaura chokwadi
Nyenge andishaiwisa mufaro.
Izvezvi ndakatoyendesa mhuri yangu
kure neni nekuda kwake.. "
Akati
"hongu ndinomuziva ndi driver wangu
anoita zvekutakura vana vechikoro.
Ndiri kutofunga kumumisa basa
panotanga kuvhurwa zvikoro ipapa
nokuti ndakanzwa kuti ari
muchirongwa"
"Ndichange ndichivona.
Ndichazama kutanga ndambotaura
naye.
Kana ndikavaona kuti haasi kunzwisisa
ndobva ndazongomumisa zvangu.
Chirega ndiyende" ayidero achimutsa
mota.
Ndakazonzwa achiti
"aunt Nyenge dad vangu vanoda
kutaura nemi"
Ipapo ndakati
"ipa foni bamunini Benny nditaure
navo"
"What...?"
End of chapter 22
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *23*
*NYENGE*
"Hunhu hwake.
Amai vangu vakandituka mashoko
akandirwadza kwazvo kuti ndine shavi
renhamo , chero zvoita sei
handizombofe ndakawana umwe
mudzimai ane rudo samai vevana vangu.
Manje ndinoda kuva prover wrong, kana
ndikakwanisa kuisa Laiza muupenyu
hwangu ndinoziva chete kuti vachabva
vashaya zvekutaura nekuti Laiza ane
character yakanaka kwazvo ye wife
material " ayidero achimisa mota sezvo
taive tasvika pakaita pachisango.
Akataura achiti
"ndinovuya ndinoda kumborasa mvura "
ayidero achitobuda panze.
Ndakamubvunza ndichiti
"Tava kupi ?"
Ndakanyatsofunga kuti
"Munhu anogona kundipinza mu cloud 9
akapfeka ko kuzoti akabvisa aiwa
magetsi chaiwo"
Akabva angoti
"haudero wava kuzvikurumidzira here ?"
Stay tuned
Thank you ne support book redu
richiripo ndichariti kudzei kuti vanoda
kudzidza vambodzidza.
Don't mind imwe shona yandinonyora
handigone kubaya gejo chakakosha kuti
muzive zvandinoda kureva.
Hope hapana ma under 18 ari kuverenga
book kana aripo siyanai naro harisi
renyu
Ndatenda
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *24*
*NYENGE*
Ndichisvika ndakagamuchirwa
zvakanakisa.
Iye akazoti
"okay , let's forget about him tiyite
nezvedu. Munguva shoma yandakusiya
ndanga ndatokusuwa" ayidero achitanga
kundibata bata muviri wangu wese.
Ndakanzwa kumerera ndokubva ndati
"neniwo ndanga ndakusuwa
zvakanyanya bae, kana wanga waramba
kuti tivonane handifunge kuti kwayiedza
zvakanaka inini" ndayidero
ndakanyatsomuyeva mumaziso
ndichiyeverwa nerunako rwake sezvo
taive pachiyedza.
Benny akati
"no Nyenge, ko ndikazokumitisa nhai?
Rega kuita izvi" ayidero
achizvinzvengesa kuti ndisazvipinza.
Akabva ati
"ndinosimba kwazvo amai, chisuwo
chete babe wangu?"
Akazoti
"please take care for me mukadzi
wangu, ndinokumbirawo usarimisa
munda pandakasiira ndinopaziva"
Ndikabva ndati
"chokwadi babamwana"
End of chapter 24
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
№ +27 ⁶⁵ ⁸⁴⁰ ⁷¹⁰³
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *25*
*MAI MAROMBEDZE*
Mbuya vangu vachindigadzika pasi
vakanditaurira mashoko
andakanzwisisa zvekuti ndega
ndakanyatsovona kuti
"nguva yese iyi ndayitadzira murume
wangu nekusamuterera.
Chokwadi ndaive ndakatadza kumupa
chinzvimbo chake sasamusha , nekuti
ruremekedzo ndakanga ndava kurwuita
rwushoma ndichikudza hushamwari
pane zvese"
Ndakavimbisa ambuya kuti chero
zvoita sei ndicharamba ndakamira
saamai kuvakiridza musha wangu.
Mbuya vakataura vachiti
"ndizvo chaizvo zvinodiwa, nokuti
murume anozosvika pakuneta
ukapedzisira wava kusheedza kuroyiwa
pasina huroyi.
Wakaita rombo rakanaka ukawana
murume ane rudo saka chizomubata
nemavoko maviri kuti asapukunyuka.
Ndakazongozvisimbisa nerekuti
"kwete , murume wangu ndinovimba
naye haambofe akandiramwa
zvekusvika pakutora umwe mudzimai"
Ndakazotanga zvangu kuyenderera
kumberi nekuruka Lisa.
Mbuya ndivo vakazobika kudya
kwemanheru sezvo inini ndayingonzwa
kuneta.
Munguva dzekukwedzisa takanzwa
mudhumo wemota, mbuya vakabuda
nechikuni chemoto vachifunga kuti
ndivana Nyenge vaive vadzoka, nekuti
vakatobuda panze vachipopota.
Vakati
"enda unoita saizvozvo unozonditenda
nerimwe ramakore." Vayidero
vachiyenda kuna Lisa ndokubva
vandowonekana naye
"Tava kuyenda Gogo, muchavuya rinhi
kudhorobha ?" Akabvunza
Vakabva vati
"ndinovuya muzukuru wangu parizvino
chirega timbosara tichirima"
Takazoruvamba rwekudzokera
kudhorobha, Clive na Marombedze
ndivo vaive kumberi inini na Lisa tiri
kumashure.
"Wasangana neiko?"ndakabvunza
Ndichisvika ndakasangana na
Marombedze pa gedhe vachitofambisa.
Pavakandivona vakataura vachiti
"ndafunga kuti zvimwe uchanonoka
kudzoka ndosaka ndakumbira kuchaisa
nenguva kuitira Lisa asazotambudzika,
wasiya arisei Nyenge?" Vakabvunza
vachipinda mukati ndokubva ndati
"Handina kumuvona , munoreva here
kuti murikutosvika izvezvi?"
Ndakabvunza ndakatarisa kumusuwo
waive wakazarurwa.
End of chapter 25
Stay tuned
*CHIREMWAREMWA*
https://whatsapp.com/channel/0029Va
Fhlo91CYoJTe70A63O
https://chat.whatsapp.com/F6F58ZwzX
OPBPXbuQ3m44S
what's App group
Story by
mªi *£ex*
Edited by *Opha*
№ *+27 748695086*
📘 Book ¹⁴
Chapter *26*
*NYENGE*
Akapindura achiti
"usazomupa rudo rwangu rwese ,
upakure uchisiya nepangu"
"Zvagara handina kana
chandinombonzwa paari saka
zvakangofanana nekuti zvese ndezvako.
Ndinokumbirawo uchirega kureplier
ndinokuda nguva dzese" ndakabva
ndasenda.
"Ndarohwa na Laiza.
Kutaura kuno ndapona nepaburi retsono,
dai ndisina kutiza anga achitoda
kundidira mvura inopisa" akadero
Varaidzo ndokubva ndatanga kuseka.
Ndakataura ndichiti
"unoziva Laiza wandakutuma here
iwewe kana kuti une umwewo
wawavingira zvako?"
Varaidzo akati
"inini handichakwanise kuramba
ndichiita mabasa ako erima Nyenge i
am quit ndichiri kuda hupenyu.
Kutaura chokwadi ndanyatsovona kuti
mai lisa vanoda murume wavo, tora
zvako mari yako iyi usiyane
nekundituma handide kufira
yandisingazive" ayidero achivhura
wardrobe ndokutora mbatya dzangu
kuti apfeke sezvo dzake dzaive
dzasara kwamai Marombedze
End of chapter
Muchandipawo something 🤪
Ndinoda kuti Rwendo rwa Laiza
rwumbochinja imba yeumwe munhu,
kune vachaverenga rese kusvika rapera.
Zim
0786701118
$2 eco us , inbuck or buddie