Svetuka kuchirochemo

Gahwi re Perusiya

Kubva Wikipedia

Gahwi re Perusiya (nge. Persian Gulf; Chiperusiya: خلیج فارس, urhoma: xalij-e fârs, kur. 'Gahwi re Farisi') dzimwenguva rinodanwa richinzi Gahwi re Uarabhu (Ara: اَلْخَلِيْجُ ٱلْعَرَبِيُّ, urhoma: Al-Khalīj al-ˁArabī), ibhahari rechimedhiteraniya chirimuEzhiya ye Madokero. Vumwiri wemvura wechitandamuko che Gungwa re Indiya rakagadzikwa pakati pe Irani ne Mugimbakirwa we Uarabhu. Chakakochekedzwa ne Gahwi re Omani kumabvazuva ne Rumaniko rwe Horumuzi. Dheruta re Rwizi rwe Shatt al-Arab rinowumba mugombekombe wechemaodzanyembaemadokero.

pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy