Tsumo Dzekuwanda
Tsumo Dzekuwanda
2. Afamba apota
4. Aguta haaoneki
9. Akoromoka awa
😃
Dzidza Tsumo
44. Chakatairi pasi ndechevanhu vose asi chiri mumuti ndechowagona kukwira
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
127. Dindingwe rinonaka richakweva rimwe kana iro rokwehwa roti mavara angu azare’vhu
😃
Dzidza Tsumo
159. Heya baravara ndiwo magariro kutuka mwene wechisvo ndiwo mano
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
237. Kurumwa netsikidzi rambira mumba, kubuda panze unorumwa mhuno nebere
😃
Dzidza Tsumo
242. Kusimbirira kurapa mhopo kumusana iwe une ziso rine mbonje
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
307. Munhu kufamba kunenge kukavira nyimo, kutizira kuchinge kudyara nzungu, kucheuka kukange
kutsindire’shwa
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
550. Vari kuno vanoshura vanoviga nherera mhenyu vachisiya muzvari afa
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
😃
Dzidza Tsumo
* *handidi kunzwa uchiti Mwana afoira home work, nemiwo hama neShamwari *”panorairwa Mwana*
waMambo muranda teerera”*